Poptain and Nutty O - Kokai

Nutty O & Poptain – Kokai | Official Video

Nutty O & Poptain – Kokai

Title: Kokai (Invite)
Artists: Poptain and Nutty O
Song Produced by: DJ Tamuka for Mushroom Studio
Video Shot by: Director Leoy V
Distributed by: Zimcelebs Media Group
Release: October 2020


Lyrics

Vese vailocker ndichiknocker
Vese vaimocker ndichivoca
Every gal a whine to me song like
All mi day ones fans

Vese vaiseka zvakapresser kokai
Vese vataiholler vachiflexa kokai
Now every song shot and every gyal kokai
Now you no know who me be uri kokai

Vaidakundivharira panze havazive ndine special key
Watch my success Chero a blind man can see

Mai vainditi mwananguwee
Mwananguwee
Mwananguwee
Kana wopinda upinde neshangu
Vanokunokora tsoka mwanangu yeah yeah yeah

Mai vainditi mwanangu we
Mwanangu we mwanangu
Kana wapinda wopfeka tizhanga
Vanokuvеrenga mbabvu mwanangu

Ummmm
Nhasi tikupemberеra totally
Umm kokai kokai
Past yakatibvambura brutally
Member de house pon de hill a de deal
Get my meal so we dweet we no hate
Never judge dem but dem still a Judge we can’t go back a forest a me no mowgley
Every body know seh me bad and brave
Too turbulant mi come in like a wave
Musicall artist handidi kuita Chef saka varikupi vaida kundisukisa maplates
Vese vailocker ndichiknocker
Vese vaimocker ndichivoca
Every gal a whine to me song like
All mi day ones fans

Vese vaiseka zvakapresser kokai
Vese vataiholler vachiflexa kokai
Now every song shot and every gyal kokai
Now you no know who me be uri kokai

Vaidakundivharira panze havazive ndine special key
Watch my success Chero a blind man can see

Mai vainditi mwananguwee
Mwananguwee
Mwananguwee
Kana wopinda upinde neshangu
Vanokunokora tsoka mwanangu yeah yeah yeah

Mai vainditi mwanangu we
Mwanangu we mwanangu
Kana wapinda wopfeka tizhanga
Vanokuverenga mbabvu mwanangu

Man a godzilla M Jackson thriller– hee
Bubble up your body fi mi Katarina – – hee
Igaroziva kuti man a winner
Ndakaguarder treasure ndakoka skida
Hakuna anozvigona zvandinoita pamumhanzii
Halp me lord i really wanna show off mi skiiiiiii—iill
Cz nuff dem still a wonder how mi a sing sing sing
Heading to the top me nuh miss when me squeeze up me ting
Set a bigger plan vadakundimisa varipi
Don gorgon man fulla quality…

Vese vailocker ndichiknocker
Vese vaimocker ndichivoca
Every gal a whine to me song like
All mi day ones fans

Vese vaiseka zvakapresser kokai
Vese vataiholler vachiflexa kokai
Now every song shot and every gyal kokai
Now you no know who me be uri kokai

Vaidakundivharira panze havazive ndine special key
Watch my success Chero a blind man can see

Mai vainditi mwananguwee
Mwananguwee
Mwananguwee
Kana wopinda upinde neshangu
Vanokunokora tsoka mwanangu yeah yeah yeah

Mai vainditi mwanangu we
Mwanangu we mwanangu
Kana wapinda wopfeka tizhanga
Vanokuverenga mbabvu mwanangu

Comments

comments

%d bloggers like this: